Watch Video:Mahobho Pa Cape Town Abatwa Nemkadzi Wemunhu

59
0

Vanhu mune nharo togara tichikuudzai mkadzi we munhu habatwe,munhu unoita chivindi chekuenda pamba pe munhu ari married hana yako hainzwe kutya here.

Blaz avo vabatwa ne wife ye munhu Pa Cape Town vanogara kunonzi ku Westrand,vanga varohwa nezemo after shift vakati regai ndimbonopedze nyota apo Yanga iri trap😁
The rest watch the video below mkadzi wemunhu habatwe